Kód: 15539481
Bhuku rino rinorondedzera ngano dzandakakura ndichiudzwa naambuya vangu. Pandaikura, kumaruva kwandaigara, taiti kana tichinge tapedza kudya chikafu chemanheru, taigara takakomba choto tichitandara mumba yekubikira. Apa ndoo patai ... celý popis
Nákupem získáte 49 bodů
Bhuku rino rinorondedzera ngano dzandakakura ndichiudzwa naambuya vangu. Pandaikura, kumaruva kwandaigara, taiti kana tichinge tapedza kudya chikafu chemanheru, taigara takakomba choto tichitandara mumba yekubikira. Apa ndoo pataiteerera ambuya vangu vachitaura ngano dzavakange vakakurawo vachinzwa. Mubhuku iri mune ngano dzakasiyana-siyana dzakaitika makare-kare mumasango eZimbabwe. Mungano idzi kazhinji tinoona mhuka dzichikurukurirana pachadzo asi nedzimwewo nguva tinoona zvakare mhuka nevanhu zvichikurukurirana nekugarisana. Ngano idzi kazhinji dzinowandopedzisira nedzidziso yakakosha muupenyu.
493 Kč
Osobní odběr Praha, Brno a 12903 dalších
Copyright ©2008-24 nejlevnejsi-knihy.cz Všechna práva vyhrazenaSoukromíCookies
Nákupní košík ( prázdný )
Nacházíte se: